
Tocky Vibes – Mhinduro Lyrics
Artist: Tocky Vibes
Song: Mhinduro
Unondivengerei?
Unondireveri?
Unozombowanei?
Ndiri pajoko nechikeri
Ko izvi wazviitirei?
Unonditukirei?
Unondidarirei?
Kundinongedzera, warisirira
Handinawo mhinduro
Zvese zvamunondibvunza
Nguvaiko? Kubva nezuro
Ndiri munhuwo
Ndatovawo nechishuwo
Kuona hama dzangu dzese wo
Dzakatisiya nezuro
Ndorwadziwawo
Mufaro uchauya
Patichasangana zve
Kune iyo imwe nyika
Zvepano hamuchade
Mibvunzo chete
Mibvunzo kwese
Ko iye ndiye chete
Arikusara, arikupedza vamwe
Handinawo mhinduro
Zvese zvamunondibvunza
Nguvaiko? Kubva nezuro
Ndiri munhuwo
Ndatovawo nechishuwo
Kuona hama dzangu dzese wo
Dzakatisiya nezuro
Ndorwadziwawo
Ndakamboti bye bye
Ndokuona mbaimbai
Ndongoti dai dai
Ndaikwanisa kukupai kana hwangu
Ndinotobudawo ropa
Kana ndikachekwa
Ndinototyawo kufa
Ndiri munhuwo
Handinawo mhinduro
Zvese zvamunondibvunza
Nguvaiko? Kubva nezuro
Ndiri munhuwo
Ndatovawo nechishuwo
Kuona hama dzangu dzese wo
Dzakatisiya nezuro
Ndorwadziwawo
Mufaro uchauya
Patichasangana zve
Kune iyo imwe nyika
Zvepano hamuchade
Mibvunzo chete
Mibvunzo kwese
Ko iye ndiye chete
Arikusara, arikupedza vamwe
Handinawo mhinduro
Zvese zvamunondibvunza
Nguvaiko? Kubva nezuro
Ndiri munhuwo
Ndatovawo nechishuwo
Kuona hama dzangu dzese wo
Dzakatisiya nezuro
Ndorwadziwawo
Unondivengerei?
Unondireveri?
Unozombowanei?
Ndiri pajoko nechikeri
Ko izvi wazviitirei?
Unonditukirei?
Unondidarirei?
Kundinongedzera, warisirira
Find more lyrics at https://dcslyrics.com


Disclosure: As an Amazon Associate and an Apple Partner, we earn from qualifying purchases
One Path – Friki
Elijah Yates – Truth
Mhinduro Lyrics – English Translation
Why do you hate me?
You Ilit You?
What will you find?
I’m at yoke on a tabernacle
Why did you do this?
Why do you make you?
Why do you call me?
To poll, you’ve been
I also have no answer
All you ask me
When time is it? From yesterday
I am also a person
I have already had a desire
To see all my brothers too
They have left us yesterday
I’m also hurt
Happiness will come
When we will meet
To the other country
Privates you no longer want
Only questions
Questions every question
What about her
She is left, is getting some
I also have no answer
All you ask me
When time is it? From yesterday
I am also a person
I have already had a desire
To see all my brothers too
They have left us yesterday
I’m also hurt
I’ve ever said bye bye
See the pizarry
Just like that
Could give you if my
I’ll also get out of blood
If I’m cut
I’m also scared to die
I am also a person
I also have no answer
All you ask me
When time is it? From yesterday
I am also a person
I have already had a desire
To see all my brothers too
They have left us yesterday
I’m also hurt
Happiness will come
When we will meet
To the other country
Privates you no longer want
Only questions
Questions every question
What about her
She is left, is getting some
I also have no answer
All you ask me
When time is it? From yesterday
I am also a person
I have already had a desire
To see all my brothers too
They have left us yesterday
I’m also hurt
Why do you hate me?
You Ilit You?
What will you find?
I’m at yoke on a tabernacle
Why did you do this?
Why do you make you?
Why do you call me?
To poll, you’ve been
Find more lyrics at https://dcslyrics.com
Tocky Vibes Lyrics – Mhinduro
Please support our site by sharing it.
And please follow our site to get the latest lyrics for all your favourite songs.
Please support the artist and us by purchasing your favourite music thru our Amazon Music and Apple Music links 🙂


Disclosure: As an Amazon Associate and an Apple Partner, we earn from qualifying purchases
From the album:
Ngoma Kurira
Release Year: 2021