Alick Macheso – Mwana waMai Vangu

Alick Macheso Mwana waMai Vangu

Alick Macheso – Mwana waMai Vangu Lyrics

Artist: Alick Macheso
Song: Mwana waMai Vangu

Mwana wamai vanguwe wandifungira zvipiko?
Mwana wamai vanguwe wandifungira zvipi iwe?
Zvatiri veropa rimwe isu ngatisafungidzirane
Zvatiri veropa rimwe isu ngatisafungidzirane mupfungwa

Kunyarara sandi kuti hupofu, ndaizviona zvangu
Kunyarara sandi kuti hupofu, ndaizviona zvangu iniwo
Hepano ndozvireva kwahi mavara azere vhu aya
Hepano ndozvireva kwahi mavara azere vhu aya

Zvawaindipedzera sadza, waiti ndinodyeiko?
Zvawaindipedzera sadza, waiti ndinodyeiko iniwo?
Zvawainditorera zvose ini waiti hapana changu
Zvawainditorera zvose ini waiti hapana changu seiko?

Mweya wazokugara uyu zvaunenge wehutsinye
Mweya wazokugara uyu zvaunenge wehutsinye mwana wamai
Ndinotenda mumwe wanguwe
Ndinotenda nezvawaita

Mumwe wanguwe wandipa chidzidzo ini
Wazondishungurudza
Ndinotenda mumwe wanguwe
Ndinotenda nezvawaita

Mumwe wanguwe wandipa chidzidzo ini
Wazondishungurudza
Hezvoka nhasi uno wakanganwa, uyo akakutaridza nzira
Yauri kungofamba nanhasi uno

Hezvoka nhasi uno wakanganwa, uyo akakutaridza nzira
Yauri kungofamba nanhasi uno
Murango wacho hauna zuva iwe, izuva rimwe razvichakunetsa
Murango wacho hauna zuva iwe, izuva rimwe razvichakunetsa

Murango wacho hauna zuva iwe, izuva rimwe razvichakudzimba
Murango wacho hauna zuva iwe, izuva rimwe razvichakudzimba
Murango wacho hauna zuva iwe, izuva rimwe razvichakunetsa
Find more lyrics at https://dcslyrics.com

You can purchase their music thru
DCSLyrics.com Amazon Music    DCSLyrics.com Apple Music
Disclosure: As an Amazon Associate and an Apple Partner, we earn from qualifying purchases

Mwana waMai Vangu Lyrics – English Translation

What is my mother’s child?
What kidding is my mother’s baby?
What we’re one bloodsty should not imagine
What we’re one bloodsty may not preclude in mind

Silence as a blind man, I didn’t see myself
Silence as a blind man, I saw myself myself too
Here will refer to her full color
Here will refer to her full color

What you spend it, what did I eat?
What you spend me, you said i eat it too?
What you had done all I have said I didn’t have me
What you did everything I would say not?

The soul has residered on your ruthless
The soul has reserved this one’s brutal mother
I believe one of my
Thanks for what you did

One of my mera has given me a lesson I
You have harass me
I believe one of my
Thanks for what you did

One of my mera has given me a lesson I
You have harass me
Here’s this day you have forgotten, who has shown you a way
You are just moving today

Here’s this day you have forgotten, who has shown you a way
You are just moving today
The punishment does not have a day you, it’s one day it will bother you
The punishment does not have a day you, it’s one day it will bother you

The punishment does not have a day you, it is one day
The punishment does not have a day you, it is one day
The punishment does not have a day you, it’s one day it will bother you
Find more lyrics at https://dcslyrics.com

Alick Macheso Lyrics – Mwana waMai Vangu

Please support our site by sharing it.
And please follow our site to get the latest lyrics for all your favourite songs.

Please support the artist and us by purchasing your favourite music thru our Amazon Music and Apple Music links 🙂

You can purchase their music thru
DCSLyrics.com Amazon Music    DCSLyrics.com Apple Music
Disclosure: As an Amazon Associate and an Apple Partner, we earn from qualifying purchases

Release Year: 2003